La Biblia Online

- Anuncios -

Genesi 50:17 - Shona BIBLE

17 ‘Taurai naJosefa,’ muti, ‘Zvino dokanganwirai henyu kutadza kwavakoma venyu; nezvivi zvavo, nokuti vakakuitirai zvakaipa; zvino dokanganwirai kutadza kwavaranda vaMwari wababa venyu.’ ” Josefa akachema pakutaura kwavo naye.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Taurai naJosefa, muti: Ɀino ɗokaŋganwirai henyu kutadza kwaʋakoma ʋenyu; neɀiʋi ɀaʋo, nokuti ʋakakuitirai ɀakaipa; ɀino ɗokaŋganwirai kutadza kwaʋaranda ʋaMŋari waɓaɓa ʋenyu. Josefa akacema pakutaura kwaʋo naye.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

17 ‘Taurai naJosefa,’ muti, ‘Zvino dokanganwirai henyu kutadza kwavakoma venyu; nezvivi zvavo, nokuti vakakuitirai zvakaipa; zvino dokanganwirai kutadza kwavaranda vaMwari wababa venyu.’ ” Josefa akachema pakutaura kwavo naye.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 mundoudza Josefi kuti, ‘Ndinokumbira kuti uregererewo vakoma vako zvitadzo nezvakaipa zvavakaita nokuti vakakuitira zvakaipa.’ Saka isu varanda vaMwari wababa venyu tinoti, tapota tiregerereiwo zvatakutadzirai.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 mundoudza Josefi kuti, ‘Ndinokumbira kuti uregererewo vakoma vako zvitadzo nezvakaipa zvavakaita nokuti vakakuitira zvakaipa.’ Saka isu varanda vaMwari wababa venyu tinoti, tapota tiregerereiwo zvatakutadzirai.”

Ver Capítulo Copiar

Genesi 50:17

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios