Genesi 5:23 - Shona BIBLE23 Mazuva ose aInoki akanga ari makore ana mazana matatu namakumi matanhatu namashanu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Mazuʋa ose aEnoki akaŋga ari makore anamazana matatu namakumi matanhatu namashanu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 Mazuva ose aEnoki akanga ari makore ana mazana matatu namakumi matanhatu namashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Saka ose pamwechete, Enoki akagara mazana matatu amakore ana makore makumi matanhatu namashanu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 Saka ose pamwechete, Enoki akagara mazana matatu amakore ana makore makumi matanhatu namashanu. Ver Capítulo |