La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 5:22 - Shona BIBLE

22 shure kwokuberekwa kwaMetusera, Inoki wakafamba naMwari makore ana mazana matatu; akabereka vanakomana navanasikana.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 shure kwokuɓerekwa kwaMetusara, Enoki wakafamba naMŋari makore anamazana matatu; akaɓereka ʋanakomana naʋanasikana.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

22 shure kwokuberekwa kwaMetusera, Enoki wakafamba naMwari makore ana mazana matatu; akabereka vanakomana navanasikana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Mushure mokubereka Metushera Enoki akanyatsowadzana naMwari kwamazana matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Mushure mokubereka Metushera Enoki akanyatsowadzana naMwari kwamazana matatu amakore, akaberekawo vamwe vana, vakomana navasikana.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 5:22

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios