Genesi 5:14 - Shona BIBLE14 Mazuva ose aKenani akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe negumi, akafa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Mazuʋa ose aKenani akaŋga ari makore anamazana mapfumbamŋe negumi, akafa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Mazuva ose aKenani akanga ari makore ana mazana mapfumbamwe negumi, akafa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Saka ose pamwechete, Kenani akagara mazana mapfumbamwe ane gumi ramakore, ndokuzofa zvake. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Saka ose pamwechete, Kenani akagara mazana mapfumbamwe ane gumi ramakore, ndokuzofa zvake. Ver Capítulo |