Genesi 49:15 - Shona BIBLE15 Akaona zororo kuti rakanaka, Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, akava mubatiri wechibharo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akaʋona zororo kuti rakanaka. Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, Akaʋa muɓatiri wecibaro. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Akaona zororo kuti rakanaka, Nenyika kuti inofadza, Akarerekera fudzi rake kuti atakure, akava mubatiri wechibharo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Paachaona kuti agere panyika yakanaka nyika inomufadza kwazvo, achabvuma zvake kutakura mutoro pamapfudzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Paachaona kuti agere panyika yakanaka nyika inomufadza kwazvo, achabvuma zvake kutakura mutoro pamapfudzi. Ver Capítulo |