Genesi 48:21 - Shona BIBLE21 Zvino Isiraeri akati kuna Josefa, “Tarira, ndofa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yamadzibaba enyu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino Israeri akati kunaJosefa: Tarira, ndofa, asi Mŋari ucaʋa nemi, ucakudzoserai kunyika yamadziɓaɓa enyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200221 Zvino Isiraeri akati kuna Josefa, “Tarira, ndofa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yamadzibaba enyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Jakobho akarayira Josefi achiti, “Ini ndava kufa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yemadzibaba enyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Jakobho akarayira Josefi achiti, “Ini ndava kufa, asi Mwari achava nemi, achakudzoserai kunyika yemadzibaba enyu. Ver Capítulo |