La Biblia Online

- Anuncios -




Genesi 4:8 - Shona BIBLE

8 Zvino Kaini wakataurirana nomunun'una wake Abhero; vakati vari kusango, Kaini ndokumukira Abhero munun'una wake, akamuuraya.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino Kaini wakataurirana nomunuŋuna wake Aberi; ʋakati ʋari kusaŋgo, Kaini ndokumukira Aberi munuŋuna wake, akamuʋuraya.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino Kaini wakataurirana nomun'una wake Abhero; vakati vari kusango, Kaini ndokumukira Abhero mun'una wake, akamuuraya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Kaini akazotaurirana nomunun'una wake Abhero achiti, “Ngatimboendaika zvedu musango.” Ikoko Kaini akamukira munun'una wake, Abhero akamuuraya.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Kaini akazotaurirana nomunun'una wake Abhero achiti, “Ngatimboendaika zvedu musango.” Ikoko Kaini akamukira munun'una wake, Abhero akamuuraya.

Ver Capítulo Copiar




Genesi 4:8

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios