Genesi 4:14 - Shona BIBLE14 Tarirai, mandidzinga nhasi panyika ino, ndichavanda pamberi penyu; ndichava mutizi nomudzungairi panyika; ani naani anondiwana achandiuraya.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Tarirai, mandidziŋga nhasi panyika ino; ndicaʋanda pamberi penyu; ndicaʋa mutizi nomudzuŋgairi panyika; aninani unondiwana ucandiʋuraya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Tarirai, mandidzinga nhasi panyika ino, ndichavanda pamberi penyu; ndichava mutizi nomudzungairi panyika; ani naani anondiwana achandiuraya.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Chionaika kuti zvamandidzinga munyika ino ndichandotambura ndiri kwamusinganditariri, kwandichava swerakuenda nomudzungairi panyika. Ani naani anosangana neni achandiuraya.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Chionaika kuti zvamandidzinga munyika ino ndichandotambura ndiri kwamusinganditariri, kwandichava swerakuenda nomudzungairi panyika. Ani naani anosangana neni achandiuraya.” Ver Capítulo |