Genesi 3:7 - Shona BIBLE7 Ipapo meso avo, ivo vaviri, akasvinudzwa, vakaziva kuti havana kusimira; vakasonanidza mashizha omuonde, vakazviitira nguo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ipapo meso aʋo, iʋo ʋaʋiri, akaȿinudzwa, ʋakaziʋa kuti haʋana‐kusimira; ʋakasonanidza mashizha omuʋonde, ʋakaɀiitira ŋguʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Ipapo meso avo, ivo vaviri, akasvinudzwa, vakaziva kuti havana kusimira; vakasonanidza mashizha omuonde, vakazviitira nguo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pakarepo meso avo, vose vari vaviri, akapengenuka, vakaziva kuti havana kusimira. Vakasonanidza mashizha omuonde vachizvigadzirira zvokupfeka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pakarepo meso avo, vose vari vaviri, akapengenuka, vakaziva kuti havana kusimira. Vakasonanidza mashizha omuonde vachizvigadzirira zvokupfeka. Ver Capítulo |