Genesi 3:18 - Shona BIBLE18 ichakuberekera minzwa norukato, iwe uchadya miriwo yomusango; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 icakuɓerekera minzwa noʋutumbambeʋa; iwe ucadya miriʋo yomusaŋgo; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 ichakuberekera minzwa norukato, iwe uchadya miriwo yomusango; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Nyika ichamera minzwa norukato. Iwe uchadya zvokudya zvomusango. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Nyika ichamera minzwa norukato. Iwe uchadya zvokudya zvomusango. Ver Capítulo |