Genesi 3:13 - Shona BIBLE13 Jehovha Mwari akati kumukadzi, “Chiiko icho chawakaita?” Mukadzi akati, “Nyoka yakandinyengera, ndikadya.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Jehova Mŋari akati kumukadzi: Cinyiko ico cawaita? Mukadzi akati: Nyoka yakandinyeŋgera, ndikadya. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 Jehovha Mwari akati kumukadzi, “Chiiko icho chawakaita?” Mukadzi akati, “Nyoka yakandinyengera, ndikadya.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Mwari Tenzi akabvunza mukadzi achiti, “Chii chawaita ichochi?” Mukadzi akati, “Nyoka ndiyo yandifurira ndikabva ndadya.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Mwari Tenzi akabvunza mukadzi achiti, “Chii chawaita ichochi?” Mukadzi akati, “Nyoka ndiyo yandifurira ndikabva ndadya.” Ver Capítulo |