Genesi 2:7 - Shona BIBLE7 Jehovha Mwari akaumba munhu neguruva revhu, akafuridzira mweya woupenyu mumhino dzake; munhu akava mweya mupenyu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Jehova Mŋari akaʋumba munhu neguruʋa revu, akafuridzira mŋeya woʋupenyu mumhino dzake; munhu akaʋa mŋeya mupenyu. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Jehovha Mwari akaumba munhu neguruva revhu, akafuridzira mweya woupenyu mumhino dzake; munhu akava mweya mupenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Mwari Tenzi akatora ivhu panyika akaumba munhu, akamufemera mweya woupenyu mumhuno dzake. Munhu ndokubva ava noupenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Mwari Tenzi akatora ivhu panyika akaumba munhu, akamufemera mweya woupenyu mumhuno dzake. Munhu ndokubva ava noupenyu. Ver Capítulo |