Genesi 1:5 - Shona BIBLE5 Mwari akatumidza chiedza, akati Masikati, nerima akaritumidza akati Usiku. Usiku akavapo, namangwanani akavapo, zuva rimwe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mŋari akatumidza ciedza, akati Masikati, nerima akaritumidza, akati Ʋusiku. Maɗeko akaʋa’po, namaŋgwanani akaʋa’po, zuʋa rimŋe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20025 Mwari akatumidza chiedza, akati Masikati, nerima akaritumidza akati Usiku. Madeko akavapo, namangwanani akavapo, zuva rimwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mwari akatumidza chiedza kuti masikati, rima akariti usiku. Kwakasviba kukaedza. Iri rakava zuva rokutanga. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mwari akatumidza chiedza kuti masikati, rima akariti usiku. Kwakasviba kukaedza. Iri rakava zuva rokutanga. Ver Capítulo |