Firemoni 1:16 - Shona BIBLE16 arege kuzova muranda, asi munhu anopfuura muranda, ave hama inodikanwa, panyama nomuna Ishe, zvikuru kwandiri, asi zvikuru kwazvo kwauri. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 arege kuzoʋa muranda, asi munhu unopfuʋura muranda, aʋe hama inoɗikanwa, munyama nomunaShe, ɀikuru kwandiri, asi ɀikuru kwaɀo kwauri. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 arege kuzova muranda, asi munhu anopfuura muranda, ave hama inodikanwa, panyama nomunaShe, zvikuru kwandiri, asi zvikuru kwazvo kwauri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 kwete senhapwa asi atokosha kupinda nhapwa, ava munun'una wapamwoyo zvikuru kwandiri, ko kutozoti kwauri, inga mwana womumusha wani uyewo akakosha muna Tenzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 kwete senhapwa asi atokosha kupinda nhapwa, ava munun'una wapamwoyo zvikuru kwandiri, ko kutozoti kwauri, inga mwana womumusha wani uyewo akakosha muna Tenzi. Ver Capítulo |