Firemoni 1:13 - Shona BIBLE13 ndaida kuti agare neni, kuti panzvimbo yako andishumire pakusungwa kwangu nokuda kweVhangeri; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 ndaiɗa kuti agare neni, kuti panɀimbo yako andishumire pakusuŋgwa kwaŋgu nokuɗa kweEvaŋgeri; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 ndaida kuti agare neni, kuti panzvimbo yako andishumire pakusungwa kwangu nokuda kweVhangeri; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndingadai ndakatosarudza kuramba ndiinaye kuno kuti andishandire panzvimbo pako nguva yandiri muusungwa kudai pamusana peShoko Rakanaka. Ver Capítulo |