Firemoni 1:11 - Shona BIBLE11 akanga asingakubatsiri kare, asi zvino anobatsira zvikuru, iwe neni; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 wakaŋga asiŋgakuɓatsiri kare, asi ɀino unokuɓatsira ɀikuru, iwe neni; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 akanga asingakubatsiri kare, asi zvino anobatsira zvikuru, iwe neni; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Iye akanga ari munhu asina maturo kwauri asi iye zvino ave munhu ane basa kwauri nokwandiri. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Iye akanga ari munhu asina maturo kwauri asi iye zvino ave munhu ane basa kwauri nokwandiri. Ver Capítulo |