Ezekieri 48:8 - Shona BIBLE8 Pamuganho waJudha, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, chichava chipo chamunofanira kuvigira Jehovha, tsanga dzine zviuru zvina makumi maviri nezvishanu pahupamhi, nokureba kwakaenzana nomumwe wemigove, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva; nzvimbo tsvene inofanira kuva pakati payo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Pamuganho waJuda, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, cicaʋa cipo camunofanira kuʋigira Jehova, tsaŋga dzineɀuru ɀinamakumi maʋiri neɀishanu paʋupamhi, nokureɓa kwakaenzana nomumŋe wemigoʋe, kubva kurutiʋi rwamabvazuʋa kuȿikira kurutiʋi rwamaʋirazuʋa; nɀimbo tȿene inofanira kuʋa pakati payo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Pamuganho waJudha, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva, chichava chipo chamunofanira kuvigira Jehovha, tsanga dzine zviuru zvina makumi maviri nezvishanu pahupamhi, nokureba kwakaenzana nomumwe wemigove, kubva kurutivi rwamabvazuva kusvikira kurutivi rwamavirazuva; nzvimbo tsvene inofanira kuva pakati payo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nyika yokwaJudha inofanira kunge yakabatana nedunhu riya ramuchatsaura rigochengetedzwa rinobvira kumabvazuva kusvikira kumavirira riya rina upamhi hunoita gumi ramakiromita rine makiromita maviri ane hafu. Rinenge rakareba sokureba kwakangoitawo mumwe womugove yamadzinza kubvira kumabvazuva kusvikira kumadokero iine Nzvimbo Inoera mukati mayo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nyika yokwaJudha inofanira kunge yakabatana nedunhu riya ramuchatsaura rigochengetedzwa rinobvira kumabvazuva kusvikira kumavirira riya rina upamhi hunoita gumi ramakiromita rine makiromita maviri ane hafu. Rinenge rakareba sokureba kwakangoitawo mumwe womugove yamadzinza kubvira kumabvazuva kusvikira kumadokero iine Nzvimbo Inoera mukati mayo. Ver Capítulo |