Ezekieri 48:32 - Shona BIBLE32 Kurutivi rwamabvazuva, tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu, namasuwo matatu, anoti: Suo raJosefa, rimwe, suwo raBhenjamini, rimwe, uye suwo raDhani, rimwe. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Kurutiʋi rwamabvazuʋa, tsaŋga dzineɀuru ɀinna namazana mashanu, namasuʋo matatu, anoti: Suʋo raJosefa, rimŋe, suʋo raBenjamini, rimŋe, ʋuye suʋo raDani, rimŋe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200232 Kurutivi rwamabvazuva, tsanga dzine zviuru zvina namazana mashanu, namasuo matatu, anoti: Suo raJosefa, rimwe, suo raBhenjamini, rimwe, uye suo raDhani, rimwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Kwouya kumabvazuva kuchange kuchiita makiromita maviri ana mamita mazana maviri namakumi mashanu, ngakuve nemisuo mikuru mitatu inoti Suo Guru rokwaJosefi neSuo Guru rokwaBhenjamini neSuo Guru rokwaDhani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona32 Kwouya kumabvazuva kuchange kuchiita makiromita maviri ana mamita mazana maviri namakumi mashanu, ngakuve nemisuo mikuru mitatu inoti Suo Guru rokwaJosefi neSuo Guru rokwaBhenjamini neSuo Guru rokwaDhani. Ver Capítulo |