Ezekieri 48:28 - Shona BIBLE28 Pamuganho waGadhi, kurutivi rwezasi, zvichienda zasi, muganho unofanira kubva paTamari kusvikira kumvura zhinji yeMeribhatikadheshi, kurukova rweIjipiti, kusvikira kugungwa guru. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Pamuganho waGadi, kurutiʋi rwezasi, ɀicienda zasi, muganho unofanira kubva paTamari kuȿikira kumvura zhinji yeMeribati‐kadeshi, kurukoʋa rweEgipita, kuȿikira kuguŋgwa guru. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200228 Pamuganho waGadhi, kurutivi rwezasi, zvichienda zasi, muganho unofanira kubva paTamari kusvikira kumvura zhinji yeMeribhatikadheshi, kurukova rweIjipiti, kusvikira kugungwa guru. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Muganhu wenyika yokwaGadhi nedivi rokuNegevhu, kumaodzanyemba, muganhu wokumaodzanyemba uchatangira kuTamari wonanga kumvura yokuMeribhakadheshi wobva waenda nokuKakova keIjipiti kundosvika kuGungwa Guru. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Muganhu wenyika yokwaGadhi nedivi rokuNegevhu, kumaodzanyemba, muganhu wokumaodzanyemba uchatangira kuTamari wonanga kumvura yokuMeribhakadheshi wobva waenda nokuKakova keIjipiti kundosvika kuGungwa Guru. Ver Capítulo |