Estere 6:7 - Shona BIBLE7 Hamani akati kuna mambo, “Iye munhu, mambo waanoda kukudza, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Hamani akati kunamambo: Iye munhu mambo waanoɗa kukudza, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Hamani akati kuna mambo, “Iye munhu, mambo waanoda kukudza, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Hamani akapindura mambo achiti, “Zvingaitirwe munhu wamunenge mada kuremekedza imi mambo ndezvokuti ngapaunzwe hanzu dzoumambo, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Hamani akapindura mambo achiti, “Zvingaitirwe munhu wamunenge mada kuremekedza imi mambo ndezvokuti ngapaunzwe hanzu dzoumambo, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Naizvozvo akapindura mambo akati, “Iye munhu, mambo waanofarira kukudza, Ver Capítulo |