Estere 6:1 - Shona BIBLE1 Zvino usiku uhwo mambo akashaiwa hope, akaraira kuti vauye nebhuku yamashoko amakoronike, akaravirwa mambo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋusiku ubgo mambo wakashaiwa hope, akaraira kuti ʋaʋuye nebuku yamashoko amakoronike, akaraʋirwa mambo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Zvino usiku uhwo mambo akashaiwa hope, akaraira kuti vauye nebhuku yamashoko amakoronike, akaravirwa mambo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Usiku ihwohwo, mambo haana kumborara. Akati vanhu vamuvigire bhuku rokuyeuchidza nyaya dzakamboitika reNhoroondo, dzikaverengwa pana mambo ipapo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Usiku ihwohwo, mambo haana kumborara. Akati vanhu vamuvigire bhuku rokuyeuchidza nyaya dzakamboitika reNhoroondo, dzikaverengwa pana mambo ipapo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Usiku ihwohwo mambo akashaya hope; saka akarayira kuti mabhuku enhoroondo nezvinyorwa zvokutonga kwake zviuyiswe uye agozviverengerwa. Ver Capítulo |