Estere 5:4 - Shona BIBLE4 Esiteri akati, “Kana mambo achifara nazvo, mambo naHamani ngavauye nhasi kumafundo andakamugadzirira.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Estere akati: Kana mambo acifara naɀo, mambo naHamani ŋgaʋaʋuye nhasi kumafundo andakamugadzirira. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Esiteri akati, “Kana mambo achifara nazvo, mambo naHamani ngavauye nhasi kumafundo andakamugadzirira.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Esita ndokuti, “Kana zvichikufadzai mambo, dai mambo naHamani mukambouyawo nhasi uno kumabiko andaitira imi mambo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Esita ndokuti, “Kana zvichikufadzai mambo, dai mambo naHamani mukambouyawo nhasi uno kumabiko andaitira imi mambo.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Esteri akati, “Kana zvichifadza mambo, mambo ngaauye nhasi pamwe chete naHamani, kumabiko andakugadzirirai.” Ver Capítulo |