La Biblia Online

- Anuncios -




Estere 5:14 - Shona BIBLE

14 Ipapo mukadzi wake Zereshi neshamwari dzake dzose vakati kwaari, “Rairai kuti vagadzire matanda ana makubhiti makumi mashanu pakureba kwawo, mangwana mugokumbira kuna mambo kuti Modhekai asungirirwe paari; ipapo mungapinda henyu nomufaro namambo kumafundo.” Zvino shoko iro rakafadza Hamani, akaraira kuti matanda agadzirwe.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Ipapo mukadzi wake Zereshi neshamŋari dzake dzose ʋakati kwaari: Rairai kuti ʋagadzire matanda anamakubiti makumi mashanu pakureɓa kwawo, maŋgwana mugokumbira kunamambo kuti Mordekai asuŋgirirwe paari; ipapo muŋgapinda henyu nomufaro namambo kumafundo. Ɀino shoko iro rakafadza Hamani, akaraira kuti matanda agadzirwe.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Ipapo mukadzi wake Zereshi neshamwari dzake dzose vakati kwaari, “Rairai kuti vagadzire matanda anamakubhiti makumi mashanu pakureba kwawo, mangwana mugokumbira kuna mambo kuti Modhekai asungirirwe paari; ipapo mungapinda henyu nomufaro namambo kumafundo.” Zvino shoko iro rakafadza Hamani, akaraira kuti matanda agadzirwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Mudzimai wake, Zereshi neshamwari dzake dzose vakati kwavari, “Ngapagadzirwe mutandarikwa wamapango unoita makumi maviri emamita ane mamita maviri kureba, mugofumosvitsa kuna mambo shoko rokuti Modhekai ngaasungirirwe pamutandarikwa iwoyo mozonyatsofara zvenyu muchienda namambo kumabiko.” Zano irori rakafadza Hamani akaita kuti mutandarikwa wacho ugadzirwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

14 Mudzimai wake, Zereshi neshamwari dzake dzose vakati kwavari, “Ngapagadzirwe mutandarikwa wamapango unoita makumi maviri emamita ane mamita maviri kureba, mugofumosvitsa kuna mambo shoko rokuti Modhekai ngaasungirirwe pamutandarikwa iwoyo mozonyatsofara zvenyu muchienda namambo kumabiko.” Zano irori rakafadza Hamani akaita kuti mutandarikwa wacho ugadzirwe.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

14 Mukadzi wake Zereshi neshamwari dzake dzose vakati kwaari, “Misa matanda akareba makubhiti makumi mashanu, ugokumbira mambo panguva dzamangwanani kuti Modhekai asungirirwepo. Ipapo ugoenda namambo kumabiko nomufaro.” Shoko iri rakafadza Hamani, ndokubva aita kuti matanda amiswe.

Ver Capítulo Copiar




Estere 5:14

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios