La Biblia Online

- Anuncios -

Estere 5:10 - Shona BIBLE

10 Asi Hamani akazvidzora hake akaenda kumusha; akatuma munhu kuzodana shamwari dzake nomukadzi wake Zereshi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Asi Hamani wakaɀidzora hake akaenda kumusha; akatuma munhu kuzoɗana shamŋari dzake nomukadzi wake Zereshi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Asi Hamani akazvidzora hake akaenda kumusha; akatuma munhu kuzodana shamwari dzake nomukadzi wake Zereshi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Zvakadaro zvazvo Hamani akazvidzora akaenda zvake kumba. Akatuma vanhu kundodaidza shamwari dzake nomudzimai wake, Zereshi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Zvakadaro zvazvo Hamani akazvidzora akaenda zvake kumba. Akatuma vanhu kundodaidza shamwari dzake nomudzimai wake, Zereshi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Zvakadaro hazvo, Hamani akazvidzora ndokubva aenda kumba. Akadana shamwari dzake pamwe chete naZereshi, mukadzi wake,

Ver Capítulo Copiar

Estere 5:10

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios