Estere 3:1 - Shona BIBLE1 Shure kwaizvozvo mambo Ahasuerusi akakudza Hamani, mwanakomana waHamedhata muAgagi, akamuita mukuru nokumupfuudza ave mukuru kumachinda ake ose. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shure kwaiɀoɀo mambo Ahashveroshi wakakudza Hamani mŋanakomana waHamedata muAgagi, akamuita mukuru nokumupfuʋudza aʋe mukuru kumacinda ake ose. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Shure kwaizvozvo mambo Ahashivheroshi akakudza Hamani, mwanakomana waHamedhata muAgagi, akamuita mukuru nokumupfuudza ave mukuru kumachinda ake ose. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Mushure maizvozvi izvi, mambo Ahasuerusi akasumudzira pamusoro Hamani wokwaAgagi mwanakomana waHamedhata akamukwidziridza achimupa chigaro chepamusoro kudarika machinda mamwe ose aakanga anawo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Mushure maizvozvi izvi, mambo Ahasuerusi akasumudzira pamusoro Hamani wokwaAgagi mwanakomana waHamedhata akamukwidziridza achimupa chigaro chepamusoro kudarika machinda mamwe ose aakanga anawo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Shure kwaizvozvo, Mambo Zekisesi akaremekedza Hamani mwanakomana waHamedhata, muAgagi, akamukwidziridza nokumupa chigaro chinokudzwa chakanga chiri pamusoro-soro kupfuura zvamamwe makurukota ose. Ver Capítulo |