La Biblia Online

- Anuncios -




Estere 1:1 - Shona BIBLE

1 Zvino pamazuva aAhasuerusi, (ndiye Ahashivheroshi aibata ushe kubva paIndia kusvikira Itiopia, pamativi enyika ane zana namakumi maviri namanomwe;)

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino pamazuʋa aAhashveroshi, (ndiye Ahashveroshi waiɓata ʋushe kubva paIndia kuȿikira Etiopia, pamatiʋi enyika anezana namakumi maʋiri namanomŋe;)

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino pamazuva aAhashivheroshi, (ndiye Ahashivheroshi aibata ushe kubva paIndia kusvikira Itiopia, pamativi enyika ane zana namakumi maviri namanomwe;)

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Mumazuva aAhasuerusi, Ahasuerusi uya aitonga nyika dzinobvira kuIndia kusvikira kuItiopia achitonga zana renyika rine nyika makumi maviri nenomwe,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Mumazuva aAhasuerusi, Ahasuerusi uya aitonga nyika dzinobvira kuIndia kusvikira kuItiopia achitonga zana renyika rine nyika makumi maviri nenomwe,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Izvi ndizvo zvakaitika panguva yaZekisesi, uya Zekisesi akatonga nyika zana namakumi maviri nenomwe kubva kuIndia kusvika kuEtiopia:

Ver Capítulo Copiar




Estere 1:1

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios