Eksodo 5:18 - Shona BIBLE18 Naizvozvo endai zvino, mubate, nokuti hamuchapiwi uswa, asi munofanira kupedza zvitina zvakatarwa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Naiɀoɀo endai ɀino, muɓate, nokuti hamucapiwi ʋuswa, asi munofanira kupedza ɀitina ɀakatarwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200218 Naizvozvo endai zvino, mubate, nokuti hamuchapiwi uswa, asi munofanira kupedza zvitina zvakatarwa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Chibvai pano! Dzokerai kubasa! Mashanga hamupiwe! Mugwazo wezvidhina wamakapiwa unofanira kupera.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona18 Chibvai pano! Dzokerai kubasa! Mashanga hamupiwe! Mugwazo wezvidhina wamakapiwa unofanira kupera.” Ver Capítulo |