Eksodo 4:4 - Shona BIBLE4 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Tambanudza ruoko rwako, uibate parumhinda; (iye akatambanudza ruoko rwake, akaibata, ikashanduka kuva tsvimbo muruoko rwake); Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Tambanudza ruʋoko rwako, uiɓate parumhinda; (iye akatambanudza ruʋoko rwake, akaiɓata, ikashanduka tȿimbo muruʋoko rwake); Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20024 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Tambanudza ruoko rwako, uibate parumhinda; (iye akatambanudza ruoko rwake, akaibata, ikashanduka kuvatsvimbo muruoko rwake); Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Tenzi akati kuna Mosesi, “Tambanudza ruoko rwako uibate nokumuswe kwayo.” Mosesi akaibata ikava tsvimbo zvakare. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Tenzi akati kuna Mosesi, “Tambanudza ruoko rwako uibate nokumuswe kwayo.” Mosesi akaibata ikava tsvimbo zvakare. Ver Capítulo |