La Biblia Online

- Anuncios -

Eksodo 38:25 - Shona BIBLE

25 Nesirivha yaivo vakanga vachiverengwa paungano aiva matarenda ane zana, namashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu, zvichienzaniswa neshekeri rapaimba tsvene.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Nesirveri yaiʋo ʋakaŋga ʋaciʋereŋgwa paʋuŋgano aiʋa matarenta anezana, namashekeri anecuru cimŋe namazana manomŋe namakumi manomŋe namashanu, ɀicienzaniswa neshekeri rapaimba tȿene.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Nesirivha yaivo vakanga vachiverengwa paungano aiva matarenda ane zana, namashekeri ane chiuru chimwe namazana manomwe namakumi manomwe namashanu, zvichienzaniswa neshekeri rapaimba tsvene.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Sirivha yakaunzwa negungano ravanhu vakanga vaverengwa yairema zviuru zvitatu zvamakirogiramu zvina mazana mana ana makumi matatu amakirogiramu ari pamwero wemari yeshekeri yomuNzvimbo Inoera,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Sirivha yakaunzwa negungano ravanhu vakanga vaverengwa yairema zviuru zvitatu zvamakirogiramu zvina mazana mana ana makumi matatu amakirogiramu ari pamwero wemari yeshekeri yomuNzvimbo Inoera,

Ver Capítulo Copiar

Eksodo 38:25

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios