Eksodo 38:22 - Shona BIBLE22 Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, wakaita zvose zvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Bezareri, mŋanakomana waUri, mŋanakomana waHuri, worudzi rwaJuda, wakaita ɀose ɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 Bhezareri, mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, worudzi rwaJudha, wakaita zvose zvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuri wedzinza rokwaJudha, akagadzira zvose zvakanga zvarehwa naTenzi kuna Mosesi Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 Bhezarieri, mwanakomana waUri, muzukuru waHuri wedzinza rokwaJudha, akagadzira zvose zvakanga zvarehwa naTenzi kuna Mosesi Ver Capítulo |