Eksodo 1:9 - Shona BIBLE9 Iye akati kuvanhu vake, “Tarirai, vanhu ava, vana VaIsiraeri, vanotipfuura isu pakuwanda nesimba; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iye akati kuʋanhu ʋake: Tarirai, ʋanhu aʋa, ʋana ʋaIsraeri, ʋanotipfuʋura isu pakuwanda nesimba; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Iye akati kuvanhu vake, “Tarirai, vanhu ava, vana vaIsiraeri, vanotipfuura isu pakuwanda nesimba; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akayambira vanhu vake achiti, “Tarisai muone vaIsiraeri vanyanyisa kuwanda uye vava nesimba rawandisa kudarika isu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akayambira vanhu vake achiti, “Tarisai muone vaIsiraeri vanyanyisa kuwanda uye vava nesimba rawandisa kudarika isu. Ver Capítulo |