Eksodo 1:8 - Shona BIBLE8 Zvino muIjipiti makamuka mumwe mambo mutsva, akanga asina kuziva Josefa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino paEgipita pakamuka mumŋe mambo mutȿa, wakaŋga asina‐kuziʋa Josefa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Zvino paIjipiti pakamuka mumwe mambo mutsva, akanga asina kuziva Josefa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Kwakazomuka mambo mutsva aitonga muIjipiti akanga asingazivi nezvaJosefi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Kwakazomuka mambo mutsva aitonga muIjipiti akanga asingazivi nezvaJosefi. Ver Capítulo |