Eksodo 1:19 - Shona BIBLE19 Madzimbuya akati kuna Farao, “Nokuti vakadzi vaVaHebheru havana kufanana navakadzi vaVaIjipiti, nokuti vane simba; mbuya vasati vasvika kwavari, vatopona havo.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Madzimbuya akati kunaFarao: Nokuti ʋakadzi ʋaʋaHeberu haʋana‐kufanana naʋakadzi ʋaʋaEgipita, nokuti ʋanesimba; mbuya ʋasati ʋaȿika kwaʋari, ʋatopona haʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200219 Madzimbuya akati kuna Farao, “Nokuti vakadzi vavaHebheru havana kufanana navakadzi vavaIjipiti, nokuti vane simba; mbuya vasati vasvika kwavari, vatopona havo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vananyamukuta ava vakapindura Farao vachiti, “Madzimai echiHebheru haana kufanana namadzimai echiIjipiti, nokuti madzimai echiHebheru akagwinya kwazvo zvokuti vananyamukuta vanozosara zvavo vosvika, ivo vatosununguka kare.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vananyamukuta ava vakapindura Farao vachiti, “Madzimai echiHebheru haana kufanana namadzimai echiIjipiti, nokuti madzimai echiHebheru akagwinya kwazvo zvokuti vananyamukuta vanozosara zvavo vosvika, ivo vatosununguka kare.” Ver Capítulo |