Danieri 8:6 - Shona BIBLE6 Ikasvika pagondohwe, raiva nenyanga mbiri, randakaona rimire pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ikaȿika pagondobge, raiʋa nenyaŋga mbiri, randakaʋona rimire pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Ikasvika pagondohwe, raiva nenyanga mbiri, randakaona rimiri pamberi porwizi, ikamhanyira kwariri nehasha dzesimba rayo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Gotora riya rakasvika kuhondohwe iya yaiva nenyanga mbiri yandakanga ndamboona imire kumahombekombe kwerwizi kuya. Rakamhanyira kwairi nehasha dzakanyanya. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Gotora riya rakasvika kuhondohwe iya yaiva nenyanga mbiri yandakanga ndamboona imire kumahombekombe kwerwizi kuya. Rakamhanyira kwairi nehasha dzakanyanya. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Yakauya yakananga kugondobwe raiva nenyanga mbiri randakanga ndaona rimire parutivi rwomugero ndokuritunga zvine hasha kwazvo. Ver Capítulo |