Danieri 8:23 - Shona BIBLE23 “Zvino panguva yokupedzisira youshe hwavo, kana vadariki vazadza chiyero chavo, mambo une chiso chine hasha, anoziva kuita namano akaipa, achamuka. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ɀino paŋguʋa yokupedzisira yoʋushe bgaʋo, kana ʋaɗariki ʋazadza ciyero caʋo, mambo uneciso cinehasha, unoziʋa kuita namano akaipa, ucamuka. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200223 “Zvino panguva yokupedzisira youshe hwavo, kana vadariki vazadza chiyero chavo, mambo une chiso chine hasha, anoziva kuita namano akaipa, achamuka. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 “Kumagumo chaiko kwohutongi hwavo, vakaipa pavanengewo zvino vakombodza, kuchazomuka mumwe mambo, munhu ane uso hune chivindi, shasha mumadimikira. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona23 “Kumagumo chaiko kwohutongi hwavo, vakaipa pavanengewo zvino vakombodza, kuchazomuka mumwe mambo, munhu ane uso hune chivindi, shasha mumadimikira. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 “Panguva yokupedzisira yokutonga kwavo, vapanduki pavachanyanya kuipa, mambo ane chiso chakaomarara, mukuru wouipi, achamuka. Ver Capítulo |