Danieri 8:20 - Shona BIBLE20 “Gondohwe rawakaona, rakanga rine nyanga mbiri, ndiwo madzimambo avaMedhia navaPeresia. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Gondobge rawakaʋona, rakaŋga rinenyaŋga mbiri, ndiwo madzimambo aʋaMedia naʋaPersia. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 “Gondohwe rawakaona, rakanga rine nyanga mbiri, ndiwo madzimambo avaMedhia navaPeresia. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 “Zvehondohwe yawaona iya ine nyanga mbiri, ndiwo madzimambo avaMidhi navaPezhia. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 “Zvehondohwe yawaona iya ine nyanga mbiri, ndiwo madzimambo avaMidhi navaPezhia. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Gondobwe rine nyanga rawakaona rinomirira madzimambo eMedhia nePezhia. Ver Capítulo |