La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 7:4 - Shona BIBLE

4 Yokutanga yakanga yakafanana neshumba, ina mapapiro egondo; ndikaramba ndakatarira kusvikira mapapiro ayo ataurwa, ikasimudzwa ichibva panyika, ikamiswa namakumbo maviri somunhu, ikapiwa mwoyo womunhu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Yokutaŋga yakaŋga yakafanana neshumba, inamapapiro egondo; ndikaramba ndakatarira kuȿikira mapapiro ayo ataʋurwa, ikasimudzwa icibva panyika, ikamiswa namakumbo maʋiri somunhu, ikapiwa mŋoyo womunhu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Yokutanga yakanga yakafanana neshumba, ina mapapiro egondo; ndikaramba ndakatarira kusvikira mapapiro ayo ataurwa, ikasimudzwa ichibva panyika, ikamiswa namakumbo maviri somunhu, ikapiwa mwoyo womunhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Chokutanga chakanga chakaita seshumba uye chiina mapapiro egondo. Ndakati ndakatarisa kudaro, mapapiro acho akadzurwa ndokubva chasumudzwa kubva pasi chikaitwa kuti chimire namakumbo maviri somunhu chikapiwa pfungwa dzinenge dzomunhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Chokutanga chakanga chakaita seshumba uye chiina mapapiro egondo. Ndakati ndakatarisa kudaro, mapapiro acho akadzurwa ndokubva chasumudzwa kubva pasi chikaitwa kuti chimire namakumbo maviri somunhu chikapiwa pfungwa dzinenge dzomunhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 “Yokutanga yakanga yakaita seshumba, uye yakanga ina mapapiro egondo. Ndakatarisa kusvikira mapapiro ayo abviswa uye ikasimudzwa kubva pasi zvokuti yakamira namakumbo maviri somunhu, uye yakapiwa mwoyo womunhu.

Ver Capítulo Copiar

Danieri 7:4

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios