Danieri 3:8 - Shona BIBLE8 Zvino nenguva iyo vamwe vaKaradhia vakaswedera vakapomera vaJudha. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ɀino neŋguʋa iyo ʋamŋe ʋaKardea ʋakasweɗera ʋakapomera ʋaJuda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20028 Zvino nenguva iyo vamwe vaKaradhea vakaswedera vakapomera vaJudha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Nguva iyoyo ndipo pakauya vamwe vaKaridhea kuzopomera mhosva vaJudha zviri zvoruvengo chairwo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona8 Nguva iyoyo ndipo pakauya vamwe vaKaridhea kuzopomera mhosva vaJudha zviri zvoruvengo chairwo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Panguva iyi vamwe voruzivo nezvenyeredzi vakauya pamberi vakatuka vaJudha. Ver Capítulo |