Danieri 3:11 - Shona BIBLE11 asi ani naani asingawiri pasi achinamata, achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 asi aninani usiŋgawiri pasi acinamata, ucawisirwa mukati mecoto comŋoto unopfuta kwaɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 asi ani naani asingawiri pasi achinamata, achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 muchiti kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, anofanira kukandwa muvira remoto unopisa kwazvo? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 muchiti kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, anofanira kukandwa muvira remoto unopisa kwazvo? Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 uye kuti ani naani asingawiri pasi akanamata achakandwa muvira romoto. Ver Capítulo |