La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 2:44 - Shona BIBLE

44 Zvino namazuva amadzimambo iwayo Mwari wokudenga achamutsa ushe, usingatongozoparadzwi, uye simba rahwo haringapfuuri kuno rumwe rudzi rwavanhu; asi ihwo uchaputsanya nokuparadza ushe uhwo hwose, ihwo huchamira nokusingaperi.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

44 Ɀino namazuʋa amadzimambo iwayo Mŋari wokuɗeŋga ucamutsa ʋushe, ʋusiŋgatoŋgozoparadzwi, ʋuye simba rabgo hariŋgapfuʋuri kunorumŋe rudzi rwaʋanhu; asi ibgo ʋucaputsanya nokuparadza ʋushe ubgo bgose, ibgo ʋucamira nokusiŋgaperi.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

44 Zvino namazuva amadzimambo iwayo Mwari wokudenga achamutsa ushe, usingatongozoparadzwi, uye simba rahwo haringapfuuri kuno rumwe rudzi rwavanhu; asi ihwo uchaputsanya nokuparadza ushe uhwo hwose, ihwo huchamira nokusingaperi.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

44 Zvino mumazuva amadzimambo iwayo Mwari Wedenga achagadza umambo husingazofa hwakaparadzwa kunyange kuti masimba ahwo ambokuurirwa kune rumwe rudzi rwavanhu. Huchapwanyanisa nyika dzose dzoumambo ihwohwo huchidzisvitsa kumugumo. Asi ihwo, huchazogara narini narini wose.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

44 “Mumazuva amadzimambo ayo, Mwari wokudenga achagadza ushe husingazoparadzwi, uye hahungazombosiyirwi vamwe vanhu. Huchapwanya ushe hwose hugohugumisa, asi ihwo huchagara nokusingaperi.

Ver Capítulo Copiar

Danieri 2:44

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios