La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 2:3 - Shona BIBLE

3 Mambo akati kwavari, “Ndarota hope, zvino mweya wangu unotambudzika ndichiti ndinzwisise kurota kwangu.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Mambo akati kwaʋari: Ndarota hope, ɀino mŋeya waŋgu unotambudzika ndiciti ndinzwisise kurota kwaŋgu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Mambo akati kwavari, “Ndarota hope, zvino mweya wangu unotambudzika ndichiti ndinzwisise kurota kwangu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Mambo akavati, “Ndarota hope, zvino ndiri kutambura mumwoyo mangu kuti ndizive hope dzacho.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Mambo akavati, “Ndarota hope, zvino ndiri kutambura mumwoyo mangu kuti ndizive hope dzacho.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 iye akati kwavari, “Ndakarota hope dzinonditambudza zvino ndinoda kuziva zvadzinoreva.”

Ver Capítulo Copiar

Danieri 2:3

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios