Danieri 2:22 - Shona BIBLE22 ndiye anozivisa zvinhu zvakadzama nezvakavanzika; ndiye anoziva zviri murima; chiedza chinogara kwaari. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 ndiye unoziʋisa ɀinhu ɀakadzika neɀakaʋanzika; ndiye unoziʋa ɀiri murima; ciedza cinogara kwaari. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200222 ndiye anozivisa zvinhu zvakadzama nezvakavanzika; ndiye anoziva zviri murima; chiedza chinogara kwaari. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 “Anoisa pachena zvinhu zvakadzama, zvinhu zvakavanzika. Anozviziva zviri murima iye chiedza ndipo pamusha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona22 “Anoisa pachena zvinhu zvakadzama, zvinhu zvakavanzika. Anozviziva zviri murima iye chiedza ndipo pamusha. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Anozarura zvakadzika nezvakavanzika; anoziva zviri murima, uye chiedza chinogara maari. Ver Capítulo |