Danieri 1:16 - Shona BIBLE16 Naizvozvo mutariri wakabvisa zvokudya zvavo zvamambo, newaini yavakanzi vanwe, akavapa mirivo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Naiɀoɀo mutariri wakabvisa ɀokudya ɀaʋo ɀamambo, newaini yaʋakanzi ʋanwe, akaʋapa miriʋo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200216 Naizvozvo mutariri wakabvisa zvokudya zvavo zvamambo, newaini yavakanzi vanwe, akavapa mirivo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Nokudaro mutariri uya akabva abvisa chokudya chiya chakanaka newaini yavaifanira kuti vanwe ndokubva avakuvapa miriwo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Nokudaro mutariri uya akabva abvisa chokudya chiya chakanaka newaini yavaifanira kuti vanwe ndokubva avakuvapa miriwo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Saka murindi akabvisa zvokudya zvakasarudzika newaini yavaifanira kunwa ndokuvapa muriwo pachinzvimbo chazvo. Ver Capítulo |