La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 1:10 - Shona BIBLE

10 Muchinda wavaranda akati kuna Dhanieri, “Ndinotya ishe wangu mambo, akarayira zvamunofanira kudya nokunwa; nokuti achaonereiko zviso zvenyu zvakaonda kupfuura zvamajaya ezero renyu? Kana zvakadaro muchaparisa musoro wangu mhosva kuna mambo.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Mucinda waʋaranda akati kunaDanieri: Ndinotya ishe waŋgu mambo, wakaraira ɀamunofanira kudya nokunwa; nokuti ucaʋonereiko ɀiso ɀenyu ɀakawonda kupfuʋura ɀamajaya ezero renyu? Kana ɀakaɗaro mucaparisa musoro waŋgu mhoȿa kunamambo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Muchinda wavaranda akati kuna Dhanieri, “Ndinotya ishe wangu mambo, akarayira zvamunofanira kudya nokunwa; nokuti achaonereiko zviso zvenyu zvakaonda kupfuura zvamajaya ezero renyu? Kana zvakadaro muchaparisa musoro wangu mhosva kuna mambo.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Mukuru wavayuniki iyeyo akati kuna Dhanieri, “Chandinotya ndechokuti dai changamire wangu, ivo mambo, vakatema kuti imi mupiwe chokudya nechokunwa chenyu vazokuonai imi mapera kwazvo muviri masiyana nevechidiki vezera renyu. Ipapo mungatondidimurisa musoro namambo.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 asi muchinda akaudza Dhanieri kuti, “Ndinotya ishe wangu mambo, anova ndiye akarayira zvamunofanira kudya nokunwa. Achaonereiko zviso zvenyu zvakaonda kupfuura zvamamwe majaya ezera renyu? Mambo achaita kuti musoro wangu udimurwe nokuda kwenyu.”

Ver Capítulo Copiar

Danieri 1:10

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios