2 Timoti 4:6 - Shona BIBLE6 Nokuti ini ndotodururwa, nguva yokuenda kwangu yasvika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Nokuti ini ndotoɗururwa, ŋguʋa yokuenda kwaŋgu yaȿika. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Nokuti ini ndotodururwa, nguva yokuenda kwangu yasvika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana ndiri ini ndatosvika pokuti ndichiitwa chibayiro. Nguva yangu yokuenda yasvika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kana ndiri ini ndatosvika pokuti ndichiitwa chibayiro. Nguva yangu yokuenda yasvika. Ver Capítulo |