2 Timoti 3:11 - Shona BIBLE11 natadambudziko, nenhamo, izvo zvakandiwira paAndiyoku, napaIkoniumu, napaRisitira; matambudziko makuru sei andakanzwa; pazvinhu izvozvo zvose Ishe akandisunungura. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 namaɗambudziko, nenhamo, iɀo ɀakandiwira paAntiokia, napaIkonio, napaRistra; maɗambudziko makuru sei andakanzwa; paɀinhu iɀoɀo ɀose Ishe wakandisunuŋgura. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 namadambudziko, nenhamo, izvo zvakandiwira paAndioki, napaIkonio, napaRisitira; madambudziko makuru sei andakanzwa; pazvinhu izvozvo zvose Ishe akandisunungura. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 nokutambudzwa kwangu uye nhamo dzangu nezvakandiwira kuAntioku nokuIkoniyo nokuRisitira nokutambudzwa kwandakatirira, asi Tenzi akandinunura kune zvose izvozvi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 nokutambudzwa kwangu uye nhamo dzangu nezvakandiwira kuAntioku nokuIkoniyo nokuRisitira nokutambudzwa kwandakatirira, asi Tenzi akandinunura kune zvose izvozvi. Ver Capítulo |