2 Timoti 2:6 - Shona BIBLE6 Murimi anobata basa ndiye anofanira kutanga kudya zvibereko. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Murimi unoɓate‐ɓasa ndiye unofanira kutaŋga kudya ɀiɓereko. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 Murimi anobata basa ndiye anofanira kutanga kudya zvibereko. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Murimi anoshanda zvakasimba ndiye anofanira kuwana mukoho wokutanga wembeswa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Murimi anoshanda zvakasimba ndiye anofanira kuwana mukoho wokutanga wembeswa. Ver Capítulo |