2 Timoti 2:24 - Shona BIBLE24 Zvino muranda washe haafaniri kukakavara, asi ave munyoro kuvanhu vose, anoziva kudzidzisa, anotsungirira pakuitirwa zvakaipa, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino muranda waShe haafaniri kukakaʋara, asi aʋe munyoro kuʋanhu ʋose, unoziʋa kudzidzisa, unotsuŋgirira pakuitirwa ɀakaipa, Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200224 Zvino muranda washe haafaniri kukakavara, asi ave munyoro kuvanhu vose, anoziva kudzidzisa, anotsungirira pakuitirwa zvakaipa, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Muranda waTenzi haafaniri kuva munhu wenharo asi kuva nomutsa kuvanhu vose ari mudzidzisi kwaye ano mwoyo murefu, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona24 Muranda waTenzi haafaniri kuva munhu wenharo asi kuva nomutsa kuvanhu vose ari mudzidzisi kwaye ano mwoyo murefu, Ver Capítulo |