2 Timoti 2:14 - Shona BIBLE14 Uvayeuchidze zvinhu izvi, uvarayire pamberi paMwari, kuti varege kuita nharo zvisina maturo, zvinongoparadza vanonzwa. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Uʋayeʋudzire ɀinhu iɀi, uʋaraire pamberi paMŋari, kuti ʋarege kuita nharo ɀisinamaturo, ɀinoŋgoparadza ʋanonzwa. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200214 Uvayeuchidze zvinhu izvi, uvarayire pamberi paMwari, kuti varege kuita nharo zvisina maturo, zvinongoparadza vanonzwa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Vayeuchidze izvi uvakomerese pamberi paTenzi kuti varege kuitirana nharo nezvamazwi zvisingavabatsiri asi zvinotouraya vanenge vakateerera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona14 Vayeuchidze izvi uvakomerese pamberi paTenzi kuti varege kuitirana nharo nezvamazwi zvisingavabatsiri asi zvinotouraya vanenge vakateerera. Ver Capítulo |