1 Timoti 1:9 - Shona BIBLE9 achiziva kuti murairo hauna kuitirwa wakarurama, asi vasina hanya nomurairo, navasingateereri, navasingadi Mwari, navatadzi, navasi vatsvene, navasina hanya naMwari, navanorova madzibaba, navanorova madzimai, navanouraya vanhu; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 aciziʋa kuti murairo hauna‐kuitirwa wakarurama, asi ʋasinehanya nomurairo, naʋasiŋgatereri, naʋasiŋgaɗi Mŋari, naʋatadzi, naʋasi ʋatȿene, naʋasinehanya naMŋari, naʋanoroʋa madziɓaɓa, naʋanoroʋa madzimai, naʋanoʋuraya ʋanhu; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 achiziva kuti murayiro hauna kuitirwa wakarurama, asi vasina hanya nomurayiro, navasingateereri, navasingadi Mwari, navatadzi, navasi vatsvene, navasina hanya naMwari, navanorova madzibaba, navanorova madzimai, navanouraya vanhu; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi chatinozivawo ndechokuti mutemo hauisirwi vakarurama asi unoisirwa vanhu vasina mutemo nenhubu navasina Mwari navatadzi, navasinei naMwari navanhu vasina matyira nezvinhu zvinoera nemhondi dzinouraya madzibaba Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Asi chatinozivawo ndechokuti mutemo hauisirwi vakarurama asi unoisirwa vanhu vasina mutemo nenhubu navasina Mwari navatadzi, navasinei naMwari navanhu vasina matyira nezvinhu zvinoera nemhondi dzinouraya madzibaba Ver Capítulo |